Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:5-7

Johani 11:5-7 SCLB

Jesu aida Marita nomunun'una wake naRazaro. Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko. Mushure maizvozvi akati kuna vadzidzi, “Handei zvakare kuJudhea.”

Verenga chikamu Johani 11