Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:5-7

Johani 11:5-7 BDSC

Jesu aida Marita, nomununʼuna wake uye naRazaro. Asi paakanzwa kuti Razaro akanga achirwara, akagara paakanga ari kwamamwe mazuva maviri. Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Ngatidzokerei kuJudhea.”