Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 25:33-34

Mavambo 25:33-34 SCLB

Jakobho akati, “Tanga wapika izvozvo kwandiri nhasi uno. Naizvozvo Esau akapika akabva atengesera Jakobho udangwe hwake. Jakobho akapa Esau chingwa norupiza rwenyemba. Akadya akanwa akasumuka oenda zvake, nokudaro Esau akazvikanganisira udangwe hwake.”

Verenga chikamu Mavambo 25