Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 8:12-13

Mabasa 8:12-13 SCLB

Asi pavakatenda Firipi paaiparidza Shoko Rakanaka nezvoumambo hwaMwari uye zita raJesu Kristu vakaombekwa, varume navakadzi. Kunyange Simoni pachake akadavira. Mushure mokunge aombekwa akaenderera mberi aina Firipi. Paakaona zviratidzo nezvishamiso zvikuru zvakaitwa zvakamukatyamadza.

Verenga chikamu Mabasa 8