Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 8:12-13

Mabasa 8:12-13 SNA2002

Zvino vakati vatenda Firipi, aiparidza mashoko oushe hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa varume navakadzi. Naiye Simoni akatendawo, ndokubhabhatidzwawo, akagara naFiripi; akashamiswa, achiona zviratidzo namabasa emasimba makuru, akanga achiitwa.

Verenga chikamu Mabasa 8