Akatora mwana muduku, akamuisa pakati pavo; akamupfumbatira mumaoko, akati kwavari, “Ani naani anogamuchira mumwe wavaduku vakadai nezita rangu, anondigamuchireni; ani naani anondigamuchira ini, haagamuchiri ini, asi uya akandituma.”
Verenga chikamu Mako 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mako 9:36-37
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo