Mako 9:36-37
Mako 9:36-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatora mwana muduku akamumisa pakati pavo. Akamubata mumaoko ake, akati kwavari, “Ani naani anogamuchira mumwe wavaduku ava muzita rangu anogamuchira ini; uye ani naani anondigamuchira haagamuchiri ini asi iye akandituma.”
Mako 9:36-37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatora mwana muduku, akamuisa pakati pavo; akamupfumbatira mumaoko, akati kwavari, “Ani naani anogamuchira mumwe wavaduku vakadai nezita rangu, anondigamuchireni; ani naani anondigamuchira ini, haagamuchiri ini, asi uya akandituma.”
Mako 9:36-37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akazotora mwana muduku; akamuisa pakati pavo, akamugumbatira mumaoko akati kwavari, “Ani naani anogamuchira mumwe wavana vaduku vakadai muzita rangu anogamuchira ini. Uye ani naani anondigamuchira haasi kugamuchira ini asi anogamuchira, uyo akandituma.”
Mako 9:36-37 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Akatora mŋana muɗuku, akamuisa pakati paʋo; akamufuŋgatira mumaʋoko, akati kwaʋari: Aninani unogamucira mumŋe waʋaɗuku ʋakaɗai nezita raŋgu, unondigamucireni; aninani unondigamucira ini, haandigamuciri ini, asi uyo wakandituma.
Mako 9:36-37 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)