Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 7:1-3

Mateu 7:1-3 SNA2002

“Musatonga, kuti murege kutongwa; nokuti kutonga kwamunotonga nako, muchatongwa nako, nechiero chamunoera nacho, muchaerwa nacho. Unotarireiko kabanzu kari muziso rehama yako, asi hauoni danda riri muziso rako?

Verenga chikamu Mateu 7