Mateo 7:1-3
Mateo 7:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Usatonga kuti newewo urege kutongwa. Nokuti nzira yaunotonga nayo vamwe ndiyo yauchatongwa nayo, uye chiero chaunoshandisa ndicho chichashandiswa kwauri. “Unotarisirei kabanzu kari muziso rehama yako, asi usina hanya nepuranga riri muziso rako?
Mateo 7:1-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Musatonga, kuti murege kutongwa; nokuti kutonga kwamunotonga nako, muchatongwa nako, nechiero chamunoera nacho, muchaerwa nacho. Unotarireiko kabanzu kari muziso rehama yako, asi hauoni danda riri muziso rako?
Mateo 7:1-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Musatonge vamwe, imiwo hamuzotongwi. Matongero amunoita vamwe ndiwo amuchatongwawo nawo. Mwero wamunoera nawo, ndiwo mwero wamuchaererwawo nawo. Unotarisireiko kabanzu kari muziso rehama yako asi usingaoni zidanda riri muziso mako
Mateo 7:1-3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Musatoŋga, kuti murege kutoŋgwa; nokuti nokutoŋga kwamunotoŋga nako, mucatoŋgwa nako, neciyero camunoyera naco, mucayerwa naco. Unotarireiko ruɓanzu ruri muziso rehama yako, asi hauʋoni ɗanda riri muziso rako?
Mateo 7:1-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)