Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 13:57-58

Mateu 13:57-58 SNA2002

Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.” Akasaita mabasa esimba mazhinji ipapo nokusatenda kwavo.

Verenga chikamu Mateu 13