Mateo 13:57-58
Mateo 13:57-58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.” Uye haana kuzoita zvishamiso zvizhinji imomo nokuda kwokusatenda kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:57-58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.” Uye haana kuzoita zvishamiso zvizhinji imomo nokuda kwokusatenda kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:57-58 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.” Akasaita mabasa esimba mazhinji ipapo nokusatenda kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:57-58 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” Haana kukwanisa kuita zvishamiso zvizhinji ikoko nokuda kokusatenda kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13