Revhitiko 19:3
Revhitiko 19:3 SNA2002
Mumwe nomumwe wenyu anofanira kutya mai vake nababa vake, uye munofanira kuchengeta maSabata angu; ndini Jehovha Mwari wenyu.