Revhitiko 19:3 - Compare All Versions
Revhitiko 19:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Mumwe nomumwe wenyu anofanira kuremekedza mai nababa vake uye munofanira kuchengetedza maSabata angu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 BDSCRevhitiko 19:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe wenyu anofanira kutya mai vake nababa vake, uye munofanira kuchengeta maSabata angu; ndini Jehovha Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SNA2002Revhitiko 19:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mumŋe nomumŋe wenyu unofanira kutya mai ʋake naɓaɓa ʋake, ʋuye munofanira kuceŋgeta masaɓata aŋgu; ndini Jehova Mŋari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SUB1949Revhitiko 19:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe nomumwe wenyu ngaaremekedze amai vake nababa vake, achengete maSabata angu. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu.’
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SCLBRevhitiko 19:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mumwe nomumwe wenyu ngaaremekedze amai vake nababa vake, achengete maSabata angu. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu.’
Pakurirana nevamwe
Revhitiko 19 SCLBD