Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 32:39-40

Jeremiya 32:39-40 SNA2002

Ndichavapa mwoyo mumwe nenzira imwe, kuti vanditye nokusingaperi, vaitirwe zvakanaka ivo, navana vavo vanovatevera. Ndichaita navo sungano isingaperi, handingadzoki pakuvatevera kuti ndivaitire zvakanaka; ndichaisa kutya mumwoyo yavo kuti vanditye, kuti varege kuzotsauka kwandiri.

Verenga chikamu Jeremiya 32