2 Samueri 7:18
2 Samueri 7:18 SNA2002
Ipapo mambo Dhavhidhi akapinda, akagara pamberi paJehovha, akati, “Jehovha Mwari, ndini aniko, neimba yangu chinyiko, zvamakandisvitsa kusvikira pano?