2 Samueri 7:18
2 Samueri 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Mambo Dhavhidhi akapinda akandogara pamberi paJehovha, akati: “Ko, ini ndini aniko zvangu, nhai Ishe Jehovha, uye mhuri yangu chiiko, zvamandisvitsa pano?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 72 Samueri 7:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mambo Dhavhidhi akapinda, akagara pamberi paJehovha, akati, “Jehovha Mwari, ndini aniko, neimba yangu chinyiko, zvamakandisvitsa kusvikira pano?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 72 Samueri 7:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mambo Dhavhidhi akapinda akagara pana Tenzi akanamata achiti: “Ndiri aniwo zvangu nhai Tenzi Mwari? Kana iyowo mhuri yokwangu, chiiwo zvayo, kundisvitsawo pakadai?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 7