Ɀino Jehova wakati kunaJoshua: Usatya, kana kuvunduswa; tora ʋanhu ʋose ʋehondo, musimuke, mukwire Ai; tarira, ndaisa muruʋoko rwako mambo weAi naʋanhu ʋake, neguta rake, nenyika yake. Unofanira kuitira Ai seɀawakaitira Jeriko namambo waro; asi munofanira kutapa ɀiŋgatapxa ɀaro, neŋombe dzaro, ɀiʋe ɀenyu; uɀigadzirire ʋaŋgaʋandira guta neceseri kwaro.
Verenga chikamu Joshua 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joshua 8:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo