II Madzimambo 2:1
II Madzimambo 2:1 SUB1949
Ɀino ŋguʋa yakati yaȿika Jehova yaakaɗa kukwidza Eria nayo kuɗeŋga necinyampupuri, Eria akaenda naErisha ʋacibva Girgari.