1
Mabasa yoNhumwa 23:11
KoreKore Bible Translation
KBT
Usiku hudotevera Ishe adomira naye ndokuti, “Tsunga mwoyo, ndava sekupfakaza kwawaita pamusoro pangu muJerusarema, saka unofanira kupfakaza pakare kuRoma.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo