1
Mabasa yoNhumwa 24:16
KoreKore Bible Translation
KBT
Saka ndinototsunga panozvese kuva nohana idochena pamberi paMwari nopamberi povanhu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa yoNhumwa 24:25
paanga achitsanangura nozvo kuenzanisa nokuzvibata nokutongewa kunodzouya, Ferekisi adochisiwa ndokuti, “Birika uyende parizvino, kana ndawana mukana ndichakudaidza.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo