1
Mabasa yoNhumwa 22:16
KoreKore Bible Translation
KBT
Zvino uchamirirei? Sumuka uombekewe, usukiwe zvitema zvako, udaidze kuzita rache.’”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa yoNhumwa 22:14
Iye adoti, ‘Mwari womadzibaba vedu adokugadza kuti uzive kuda kwache, kuti uone Adorurama Mubodzi uye kuti unzve izvi kubva pamuromo wache.
3
Mabasa yoNhumwa 22:15
Nokuti uchava mupfakazi wache kuvanhu vese pamusoro pozvaudoona nozvaudonzva.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo