Mabasa 22:14
Mabasa 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ipapo akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akusarudza iwe kuti uzive kuda kwake uone Iye Akarurama uye unzwe mashoko anobva mumuromo make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 22Mabasa 22:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akakutsanangura, kuti uzive kuda kwake, nokumuona iye wakarurama, nokunzwa inzwi, rinobva mumuromo make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 22Mabasa 22:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akati, “Mwari wamadzibaba edu akakusarudza kuti uzive zvaanoda, uye kuti uone Mururami uyewo kuti unzwe izwi rinobva mumuromo make
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 22