1
Jeremiya 32:27
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
“Chinzwa, ndini Tenzi, Mwari wechose chine mweya wokufema, pane chinhu chingabva chanyatsondiomera here?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 32:17
imimi ndimi makasika matenga napasi nesimba roruoko rwenyu rakakurisa. Hakuna chinokuomerai
3
Jeremiya 32:39-40
Ndichavapa mwoyo mumwechete nenzira imwechete kuitira kuti vagonditya narini wose kuti zvivanakire ivo zvichizonakirawo vana vavo vachauya mushure mavo. Ndichaita chitenderano navo chokugara narini wose chokuti handizomborega kuvaitira zvakanaka. Uye ndichaisa mumwoyo mavo mweya wokunditya kuti varege kuzondifuratira.
4
Jeremiya 32:38
Vachava vanhu vangu, ini ndichivawo Mwari wavo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo