1
2 Madzimambo 18:5
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Akatenda kuna Jehovha Mwari weIsiraeri; naizvozvo hakuna wakanga akafanana naye pakati pamadzimambo ose aJudha, kuna vakamutevera, kana vakamutangira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Madzimambo 18:6
Nokuti wakanamatira Jehovha, haana kutsauka pakumutevera; asi wakachengeta mirairo yake, yakarairwa Mosesi naJehovha.
3
2 Madzimambo 18:7
Jehovha akava naye; kwose kwaakaenda wakafambiswa zvakanaka; akamukira mambo weAsiria, akasamushumira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo