2 Madzimambo 18:6
2 Madzimambo 18:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akanamatira kuna Jehovha uye haana kurega kumutevera; akachengeta mirayiro yakapiwa Mozisi naJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 182 Madzimambo 18:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti wakanamatira Jehovha, haana kutsauka pakumutevera; asi wakachengeta mirairo yake, yakarairwa Mosesi naJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 182 Madzimambo 18:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akaramba akati kwati naTenzi asingatsauki pakumutevera achichengeta mitemo yaTenzi yaakatemera Mosesi kuti ichengetwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 18