2 Madzimambo 18:7
2 Madzimambo 18:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jehovha aiva naye; akabudirira pane zvose zvaakaita. Akamukira mambo weAsiria akasazomushandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 182 Madzimambo 18:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akava naye; kwose kwaakaenda wakafambiswa zvakanaka; akamukira mambo weAsiria, akasamushumira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 182 Madzimambo 18:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi aiva naye, kwose zvako kwaaienda aibudirira. Akaramba zvokutongwa namambo weAsiria akarega kumushandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 18