Logo YouVersion
BibliaPlanyNagrania wideo
Pobierz aplikację
Wybór języka
Ikona wyszukiwania

Popularne wersety biblijne z Mateo 2

1

Mateo 2:11

KoreKore Bible Translation

KBT

Pavadopinda mumba vachiona mwana naMariya amai vache. Vadokotamira pasi vachimunamata. Ipopo vadovhura zvipo zvavo ndokumupasa, ndarama, zvinonushira nomura.

Porównaj

Przeglądaj Mateo 2:11

2

Mateo 2:1-2

KoreKore Bible Translation

KBT

Zvino Jesu paadozvahwa muBheterehema roJudhiya mumazuva yamambo Herudhe, varume vaidzidza zvonyenyedzi vadosvika muJerusarema vachibva kumabvazuva. Vadoti, “Ari poi uyo adozvahwa ari mambo wovaJudha? Ndava tidoona nyenyedzi yache kumabvazuva, tauya kudzomunamata.”

Porównaj

Przeglądaj Mateo 2:1-2

3

Mateo 2:10

KoreKore Bible Translation

KBT

Pavadoona nyenyedzi vadoingidzika kufara nomufaro mukuru.

Porównaj

Przeglądaj Mateo 2:10

4

Mateo 2:12-13

KoreKore Bible Translation

KBT

Kudzoti vachenjedzewa muchiroto, kuti vareke kudzokera kuna Herudhe, vadoenda kunyika yavo noimwe nzira. Vadzidzi vonyenyedzi pavadondobva, ngirozi yaIshe idozvinangidza kuna Josefa muchiroto ichiti, “Sumuka, utore mwana namai vache, utizire kuIjipiti. Ugare kwakareko kusvikira ndakunyepa, ndava Herudhe wava kutsvaga mwana kuti amupunze.”

Porównaj

Przeglądaj Mateo 2:12-13

Bezpłatne plany czytania i rozważania na temat: Mateo 2

Poprzedni rozdział
Następny rozdział
YouVersion

Zachęcanie i wzywanie cię do codziennego szukania bliskości z Bogiem.

Misja

O YouVersion

Praca

Wolontariat

Blog

Prasa

Przydatne linki

Pomoc

Wesprzyj

Przekłady Biblii

Biblie audio

Języki Biblii

Werset dnia


Cyfrowa misja

Life.Church
Polski

©2026 Life.Church / YouVersion

Polityka prywatnościRegulamin
Program ujawniania luk w zabezpieczeniach
FacebookTwitterInstagramYoutubePinterest