Mabasa aVapostori 19:11-12
Mabasa aVapostori 19:11-12 SUB
NaMwari akaita masimba anoshamisa namaoko aPauro, nokudaro micheka nenguo, zvaibva pamuviri wake, zvaiiswa kuvarwere, zvirwere zvikabva kwavari, nemweya yakaipa ikabuda.