YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mako 2

1

Mako 2:17

Shona BIBLE

SUB

Jesu akati achizvinzwa, akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki murapi, asi vanorwara; handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”

Sammenlign

Utforsk Mako 2:17

2

Mako 2:5

Shona BIBLE

SUB

Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kuno akanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.”

Sammenlign

Utforsk Mako 2:5

3

Mako 2:27

Shona BIBLE

SUB

Akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata

Sammenlign

Utforsk Mako 2:27

4

Mako 2:4

Shona BIBLE

SUB

Zvino vakati vasingagoni kuswedera kwaari nokuda kwavazhinji, vakazarura denga paakanga ari; vakati variputsa, vakaburusa nhoo, pakanga pavete munhu akanga akafa mitezo

Sammenlign

Utforsk Mako 2:4

5

Mako 2:10-11

Shona BIBLE

SUB

“Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo), “Ndinoti kwauri, simuka, tora nhoo dzako, uende kumba kwako!”

Sammenlign

Utforsk Mako 2:10-11

6

Mako 2:9

Shona BIBLE

SUB

Chakareruka ndechipiko, kuti kunowakafa mitezo, ‘Waregererwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, tora nhoo dzako, ufambe?’

Sammenlign

Utforsk Mako 2:9

7

Mako 2:12

Shona BIBLE

SUB

Pakarepo akasimuka, akatora nhoo, ndokubuda pamberi pavo vose; naizvozvo vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari, vachiti, “Hatina kumboona zvakadai.”

Sammenlign

Utforsk Mako 2:12

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest