YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Ruka 3

1

Ruka 3:21-22

Shona BIBLE

SUB

Vanhu vose vakati vabhabhatidzwa, naiye Jesu abhabhatidzwawo, achinyengetera, denga rikazarurwa, Mweya Mutsvene akaburukira pamusoro pake nomufananidzo wakaita sowenjiva, izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, unodikanwa; ndinokufarira.”

Sammenlign

Utforsk Ruka 3:21-22

2

Ruka 3:16

Shona BIBLE

SUB

Johani akapindura, akati kuna vose, “Ini ndinokubhabhatidzai nemvura, asi uyo anouya, ane simba kupfuureni, wandisina kufanira kusunungura rukanda rweshangu dzake; iye achakubhabhatidzai noMweya Mutsvene nomoto.

Sammenlign

Utforsk Ruka 3:16

3

Ruka 3:8

Shona BIBLE

SUB

Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka; musatanga kureva mumwoyo menyu, muchiti, Abhurahamu ndibaba vedu; nokuti ndinoti kwamuri, Mwari angamutsira Abhurahamu vana pamabwe awa.

Sammenlign

Utforsk Ruka 3:8

4

Ruka 3:9

Shona BIBLE

SUB

Zvino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; naizvozvo muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto.”

Sammenlign

Utforsk Ruka 3:9

5

Ruka 3:4-6

Shona BIBLE

SUB

sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake. Mipata yose ichafusirwa, Makomo ose nezvikomo zvose zvichaderedzwa; Zvakakombama zvicharuramiswa, Pasakaenzana pachaitwa nzira dzakaenzaniswa; Munhu wose achaona ruponeso rwaMwari.’ ”

Sammenlign

Utforsk Ruka 3:4-6

Gratis leseplaner og andakter relatert til Ruka 3

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest