YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mabasa aVapostori 26

1

Mabasa aVapostori 26:17-18

Shona BIBLE

SUB

ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari; kuti usvinudze meso avo, vabve murima, vaende kuchiedza, nokubva pasimba raSatani, vaende kuna Mwari, kuti vagamuchire ruregerero rwezvivi zvavo, nenhaka pakati pavakaitwa vatsvene, nokutenda kwandiri.’

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 26:17-18

2

Mabasa aVapostori 26:16

Shona BIBLE

SUB

Asi simuka, umire namakumbo ako; nokuti ndazviratidza kwauri nezvizvi, kuti ndikuite munyai nechapupu chezvawakaona, nezvandichazviratidza nazvo kwauri

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 26:16

3

Mabasa aVapostori 26:15

Shona BIBLE

SUB

“Ndikati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ Ishe akati, ‘Ndini Jesu, waunotambudza.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 26:15

4

Mabasa aVapostori 26:28

Shona BIBLE

SUB

Agiripa akati kuna Pauro, “Unenge unoda kundiita muKristu nenguva duku.”

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 26:28

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest