1
Mavambo 46:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Mwari ndokuti, “Ndini Mwari, Mwari wababa vako. Usatye hako kuenda kuIjipiti nokuti vana vako ndichavaita rudzi rukuru ikoko.
तुलना
अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 46:3
2
Mavambo 46:4
Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.”
अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 46:4
3
Mavambo 46:29
Ipapo Josefi akapinda mungoro yake akaenda kuGosheni kundochingura baba vake, Isiraeri. Akasvikoona baba vake akatora nguva ndefu akavambundira achihwihwidza kuchema.
अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 46:29
4
Mavambo 46:30
Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!”
अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 46:30