Logo YouVersion
AlkitabPelanVideo
Dapatkan apl
Pemilih Bahasa
Ikon Carian

Ayat Alkitab yang Popular daripada Varoma 2

1

Varoma 2:3-4

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Iwe munhu, unotonga vamwe vanoita zvinhu zvakadai, iwe uchizviitawo, ko unoti ungatiza kutonga kwaMwari here? Unozvidza kanhi pfuma younyoro hwake, nomwoyo wake munyoro, nomwoyo wake murefu, usingazivi here kuti unyoro hwaMwari hunokuisa pakutendeuka?

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:3-4

2

Varoma 2:1

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Saka hauna pembedzo iwe munhu, upi noupi, unotonga vamwe; nokuti pachinhu icho chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe, unotonga, unoita zvinhu izvozvo.

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:1

3

Varoma 2:11

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Nokuti Mwari haatendi zvinoonekwa zvomunhu.

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:11

4

Varoma 2:13

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

nokuti vanzwi vomurayiro havazi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vaiti vomurayiro ndivo vanoruramiswa

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:13

5

Varoma 2:6

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

iye achapa mumwe nomumwe paakaita napo

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:6

6

Varoma 2:8

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Asi kuna vane nharo, vasingateereri chokwadi, vanoteerera zvisakarurama, kuchavapo kutsamwa nehasha

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:8

7

Varoma 2:5

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Asi noukukutu hwako nomwoyo usingadi kutendeuka, unozviunganidzira kutsamwa nezuva rokutsamwa, nokuratidzwa kwokutonga kwakarurama kwaMwari

Bandingkan

Selidiki Varoma 2:5

Bab Sebelumnya
Bab Seterusnya
YouVersion

Mendorong dan mencabar anda untuk mencari hubungan rapat dengan Allah setiap hari.

Pelayanan

Perihal

Kerjaya

Jadi Sukarelawan

Blog

Akhbar

Pautan Berguna

Bantuan

Menderma

Versi Alkitab

Alkitab Audio

Bahasa Alkitab

Ayat Hari Ini


Pelayanan Digital

Life.Church
Bahasa Melayu

©2026 Life.Church / YouVersion

Polisi PrivasiTerma
Program Pendedahan Kerentanan
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest