Logo YouVersion
AlkitabPelanVideo
Dapatkan apl
Pemilih Bahasa
Ikon Carian

Ayat Alkitab yang Popular daripada Mabasa 4

1

Mabasa 4:12

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Nokuti hakuna kuponeswa kuno mumwe; nokuti hakuna nerimwe zita pasi pedenga, rakapiwa pakati pavanhu, ratingasunungurwa naro.”

Bandingkan

Selidiki Mabasa 4:12

2

Mabasa 4:31

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino vakati vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana ikazununguswa; vakazadzwa vose naMweya Mutsvene, vakataura shoko raMwari vasingatyi.

Bandingkan

Selidiki Mabasa 4:31

3

Mabasa 4:29

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino, Ishe, tarirai kunyevera kwavo, mubatsire varanda venyu kuti vataure shoko renyu vasingatongotyi

Bandingkan

Selidiki Mabasa 4:29

4

Mabasa 4:11

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ndiye ibwe rakazvidzwa nemi vavaki, rikaitwa musoro wekona.

Bandingkan

Selidiki Mabasa 4:11

5

Mabasa 4:13

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino vakati vachiona kusatya kwaPetirosi naJohani, vachinzwisisa kuti vaiva vanhu vasina kudzidza, vasingazivi chinhu, vakashamiswa; vakavaziva kuti vaiva naJesu.

Bandingkan

Selidiki Mabasa 4:13

6

Mabasa 4:32

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino vazhinji vose vavaitenda vaiva nomwoyo mumwe nomweya mumwe; kwakanga kusina mumwe aiti chimwe chaaiva nacho ndechake, asi zvinhu zvose vakati ndezvavose.

Bandingkan

Selidiki Mabasa 4:32

Bab Sebelumnya
Bab Seterusnya
YouVersion

Mendorong dan mencabar anda untuk mencari hubungan rapat dengan Allah setiap hari.

Pelayanan

Perihal

Kerjaya

Jadi Sukarelawan

Blog

Akhbar

Pautan Berguna

Bantuan

Menderma

Versi Alkitab

Alkitab Audio

Bahasa Alkitab

Ayat Hari Ini


Pelayanan Digital

Life.Church
Bahasa Melayu

©2026 Life.Church / YouVersion

Polisi PrivasiTerma
Program Pendedahan Kerentanan
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest