1
Mabasa 27:25
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Naizvozvo tsungai mwoyo varume nokuti ndine chivimbo muna Mwari chokuti zvichangoitika sezvandaudzwa.
Confronta
Esplora Mabasa 27:25
2
Mabasa 27:23-24
nokuti ihwo husiku hwanhasi uhu mutumwa waMwari wangu wandinonamata akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’
Esplora Mabasa 27:23-24
3
Mabasa 27:22
Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe
Esplora Mabasa 27:22