1
Ruka 10:19
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai.
Konpare
Eksplore Ruka 10:19
2
Ruka 10:41-42
Tenzi akamupindura achiti, “Marita, Marita iwe, unozvidya mwoyo nokuzvinetsa nezvakawanda. Chinhu chimwechete chinodiwa. Maria asarudza chakanaka chacho chaasingazombotorerwa.”
Eksplore Ruka 10:41-42
3
Ruka 10:27
Iye akapindura achiti, munoti “Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nemweya wako wose nesimba rako rose nepfungwa dzako dzose uye ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako.”
Eksplore Ruka 10:27
4
Ruka 10:2
Akavati kukohwa kwakawanda, asi vakohwi vashoma. Naizvozvo namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mubasa rake rokukohwa.
Eksplore Ruka 10:2
5
Ruka 10:36-37
“Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?” Iye akati, “Ndouyo akamunzwira tsitsi.” Jesu akamuti, “Chiendawo unoita zvimwechetezvo.”
Eksplore Ruka 10:36-37
6
Ruka 10:3
Chiendai. Tarisai, ndiri kukutumai sehwayana mukati memhumhi.
Eksplore Ruka 10:3