Logo YouVersion
BibPlan yoVideyo
Pran aplikasyon an
Seleksyone Lang
Chache Icon

Vèsè popilè nan Bib la ki soti nan Genesi 13

1

Genesi 13:15

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

nokuti nyika yose yaunoona, ndichaipa iwe navana vako nokusingaperi.

Konpare

Eksplore Genesi 13:15

2

Genesi 13:14

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino Roti wakati aparadzana naye, Jehovha akati kuna Abhuramu, “Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutivi rwokumusoro, norwenyasi, norwokumabvazuva, norwokumavirira

Konpare

Eksplore Genesi 13:14

3

Genesi 13:16

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo.

Konpare

Eksplore Genesi 13:16

4

Genesi 13:8

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ipapo Abhuramu akati kuna Roti, “Nharo ngadzirege kuvapo pakati pangu newe, napakati pavafudzi vangu navafudzi vako, nokuti tiri hama.

Konpare

Eksplore Genesi 13:8

5

Genesi 13:18

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ipapo Abhuramu wakabvisa tende rake, akandogara pamiti yemiouki yeMamure, iri paHebhuroni, akavakirapo Jehovha atari.

Konpare

Eksplore Genesi 13:18

6

Genesi 13:10

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Roti akasimudzira meso ake, akaona bani rose reJorodhani, kuti rakanga riine mvura pose, Jehovha achigere kuparadza Sodhomu neGomora; rakanga rakaita somunda waJehovha, senyika yeIjipiti, kana munhu achienda Zoari.

Konpare

Eksplore Genesi 13:10

Chapit Avan yo
Chapit suivan
YouVersion

Ankouraje ak defi pou w chèche entimite ak Bondye chak jou.

Ministè

Apwopo

Karyè yo

Volontè

Blòg

Peze

Lyen itil yo

Ed

Fè yon don

Vèsyon Bib yo

Odyo Bib yo

Diferan Lang yo nan Bib la

Vèsè Jodi a


Yon Ministè Digital nan

Life.Church
Kreyòl Ayisyen

©2026 Life.Church / YouVersion

Politik PriveTèm yo
Pwogram Divilgasyon Vilnerabilite
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest