YouVersion-Logo
BibelLesepläneVideos
Hol dir die App!
Sprachauswahl
Suchsymbol

Beliebte Verse in Johani 2

1

Johani 2:11

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akaita chiratidzo ichi chokutanga paKana yomuGarirea. Nokudaro akaratidza kubwinya kwake, uye vadzidzi vake vakatenda kwaari.

Vergleichen

Studiere Johani 2:11

2

Johani 2:4

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.”

Vergleichen

Studiere Johani 2:4

3

Johani 2:7-8

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akati kuvaranda, “Zadzai makate nemvura.” Saka vakaazadza kusvikira pamuromo. Ipapo akati kwavari, “Chicherai imwe zvino mugoipa kumukuru womutambo.” Vakaita saizvozvo.

Vergleichen

Studiere Johani 2:7-8

4

Johani 2:19

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akavapindura akati, “Paradzai temberi iyi, uye ini ndichaivakazve mumazuva matatu.”

Vergleichen

Studiere Johani 2:19

5

Johani 2:15-16

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Saka akaruka tyava yerwodzi, akadzinga vose kubva panzvimbo yetemberi, zvose makwai nemombe; akarasa kwose kwose mari yavakanga vachitsinhana, uye akapidigura tafura dzavo. Akati kuna avo vakanga vachitengesa njiva, “Budisai zvinhu izvi muno! Hamufaniri kushandura imba yababa vangu muchiita musika wokutengeserana!”

Vergleichen

Studiere Johani 2:15-16

Kostenlose Lesepläne und Andachten zum Thema Johani 2

Vorheriges Kapitel
Nächstes Kapitel
YouVersion

Die App ermutigt und fordert dich heraus, jeden Tag die Gemeinschaft mit Gott zu suchen.

Dienst

Über

Jobangebote

Ehrenamtlich helfen

Blog

Presse

Nützliche Links

Hilfe

Spenden

Bibelübersetzungen

Hörbibeln

Bibelsprachen

Vers des Tages


Ein digitaler Dienst von

Life.Church
Deutsch (Deutschland)

©2026 Life.Church / YouVersion

DatenschutzrichtlinieAGB
Verfahren zur Offenlegung von Sicherheitslücken (VDP)
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest