1
Hosea 8:7
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Nokuti vanodyara mhepo, vachacheka chamupupuri; havane zviyo pamunda; chipande hachingavigiri hupfu; kunyange chikabereka, zvichamedzwa navatorwa.
Porovnat
Zkoumat Hosea 8:7
2
Hosea 8:4
“Vakagadza madzimambo, asi havana kurairwa neni; vakazvitsaurira machinda, ini ndisingazvizivi; vakazviitira zvifananidzo nesirivha uye nendarama yavo, kuti zviparadzwe.
Zkoumat Hosea 8:4