1
Johani 1:12
Shona BIBLE
SUB
Asi vose vakamugamuchira, akavapa simba kuti vave vana vaMwari, ivavo vanotenda kuzita rake
對照
Johani 1:12 探索
2
Johani 1:1
Pakutanga Shoko rakanga riripo, Shoko rakanga riri kuna Mwari, Shoko rakanga riri Mwari.
Johani 1:1 探索
3
Johani 1:5
Chiedza chinovhenekera murima; asi rima harina kugona kuchikunda.
Johani 1:5 探索
4
Johani 1:14
Izwi rakazova munhu, rikagara pakati pedu, tikaona kubwinya kwake, kubwinya sokwowakaberekwa mumwechete waBaba, azere nenyasha nechokwadi.
Johani 1:14 探索
5
Johani 1:3-4
Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyangwe chinhu chimwe chakaitwa. Upenyu hwaiva maari; upenyu hwaiva chiedza chavanhu.
Johani 1:3-4 探索
6
Johani 1:29
Ava mangwana akaona Jesu achiuya kwaari, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari, inobvisa zvivi zvenyika.
Johani 1:29 探索
7
Johani 1:10-11
Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva. Akauya kune zvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira.
Johani 1:10-11 探索
8
Johani 1:9
Ichi chaiva chiedza chechokwadi, chinovhenekera munhu mumwe nomumwe, pakusvika kwake panyika.
Johani 1:9 探索
9
Johani 1:17
Nokuti murairo wakapiwa naMosesi, nyasha nechokwadi zvakauya naJesu Kristu.
Johani 1:17 探索
主頁
聖經
計劃
影片