1
Ruka 10:19
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ndakupai simba rokuti mutsike pamusoro penyoka nezvinyavada uye kuti mukunde simba rose romuvengi; hakuna chichakukuvadzai.
對照
Ruka 10:19 探索
2
Ruka 10:41-42
Ishe akapindura akati, “Marita, Marita, uri kufunganya nokugumburwa pamusoro pezvinhu zvizhinji, asi pane chinhu chimwe chete chinodikanwa. Maria asarudza chinhu chiri nani, uye haazochitorerwi.”
Ruka 10:41-42 探索
3
Ruka 10:27
Akapindura akati, “ ‘Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, uye nomweya wako wose, uye nesimba rako rose nokufunga kwako kwose,’ uye ‘Ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe.’ ”
Ruka 10:27 探索
4
Ruka 10:2
Akati kwavari, “Kukohwa kukuru, asi vashandi vashoma. Naizvozvo kumbirai kuna She wokukohwa, kuti atume vashandi mumunda wake wokukohwa.
Ruka 10:2 探索
5
Ruka 10:36-37
“Ndianiko pavanhu vatatu ava waunofunga kuti akanga ari muvakidzani kuna iye akawira mumaoko amakororo?” Mududziri womurayiro akati, “Uyo akamunzwira tsitsi.” Jesu akati kwaari, “Enda unoita saizvozvo.”
Ruka 10:36-37 探索
6
Ruka 10:3
Endai! Ndiri kukutumai samakwayana pakati pamapere.
Ruka 10:3 探索
主頁
聖經
計劃
影片