1
Genesisi 19:26
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Asi mukadzi waRoti akacheuka, akava shongwe yomunyu.
對照
Genesisi 19:26 探索
2
Genesisi 19:16
Akati achinonoka, varume vakabata ruoko rwake uye namaoko omukadzi wake neavanasikana vake vaviri vakavabudisa zvakanaka kunze kweguta, nokuti Jehovha akavanzwira tsitsi.
Genesisi 19:16 探索
3
Genesisi 19:17
Vakati vachangovabudisa kunze, mumwe wavo akati, “Tizai nokuda kwoupenyu hwenyu! Musacheuka, uye musamira papi zvapo mubani! Tizirai kumakomo kuti murege kuparadzwa!”
Genesisi 19:17 探索
4
Genesisi 19:29
Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahama, uye akabudisa Roti kubva panjodzi yakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
Genesisi 19:29 探索
主頁
聖經
計劃
影片