1
Ruka 19:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.”
對照
Ruka 19:10 探索
2
Ruka 19:38
vachiti, “Ngaarumbidzwe Mambo anouya muzita raTenzi. Rugare ngaruve kudenga nembiri ive kumusorosoro.”
Ruka 19:38 探索
3
Ruka 19:9
Jesu akati kwaari, “Nhasi uno ruponeso rwauya kumba ino nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahamu
Ruka 19:9 探索
4
Ruka 19:5-6
Jesu paakasvika panzvimbo iyoyo, akatarisa mudenga akamuti, “Zakeo kurumidza kuburuka nokuti ndinofanira kundogara kumba kwako nhasi.” Saizvozvo akakurumidza kuburuka akamugamuchira norufaro.
Ruka 19:5-6 探索
5
Ruka 19:8
Zakeo akamirawo achiti kuna Tenzi, “Chionai Tenzi ini ndichapa kuvarombo hafu yezvinhu zvangu. Kana ndakabiridzira munhu chinhu ndichamudzorera kakapetwa kana.”
Ruka 19:8 探索
6
Ruka 19:39-40
Vamwe vaFarisei vaiva mumhomho iyoyo vakati kwaari, “Mudzidzisi tsiurai vadzidzi venyu.” Iye akapindura achiti, “Ndinokuudzai kuti kana ava vakanyarara, matombo chaiwo achadanidzira.”
Ruka 19:39-40 探索
主頁
聖經
計劃
影片