Kubuda 35:30-31
Kubuda 35:30-31 SCLBD
Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza. Akamuzadza noMweya waMwari, akamupawo kunzwisisa uye nenjere noruzivo kuti agove noumhizha hwose

