1
Hosea 9:17
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Mwari wangu achavaramba nokuti havana kumuteerera; vachava vadzungairi pakati pendudzi.
موازنہ
تلاش Hosea 9:17
2
Hosea 9:1
Rega kufara, iwe Israeri; rega kupembera sezvinoita dzimwe ndudzi. Nokuti hauna kunge wakatendeka kuna Mwari wako; unofarira mubayiro wechifeve, pamapuriro ose.
تلاش Hosea 9:1
3
Hosea 9:7
Mazuva okurangwa ari kuuya, mazuva okutsiva ava pedyo. Israeri ngaazvizive izvi. Nokuti zvivi zvako zvizhinji kwazvo uye ukasha hwako hwakakura kwazvo. Muprofita anoonekwa sebenzi, nomurume ano mweya somunhu anopenga.
تلاش Hosea 9:7