1
Ezekieri 22:30
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
“Ndakatsvaka munhu pakati pavo angavaka rusvingo uye agomira pamberi pangu, pakakoromoka, achimirira nyika kuti ndirege kuparadza, asi ndakashayiwa kana mumwe.
موازنہ
تلاش Ezekieri 22:30
2
Ezekieri 22:31
Saka ndichadurura kutsamwa kwangu pamusoro pavo ndigovaparadza nokutsamwa kwangu, ndichiburutsira pamisoro yavo zvavakaita zvose, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”
تلاش Ezekieri 22:31