Ruka 4:18-19

Ruka 4:18-19 BDSC

“Mweya waShe uri pamusoro pangu, nokuti akandizodza kuti ndiparidze vhangeri kuvarombo. Akandituma kuti ndiparidze rusununguko kuna vakasungwa uye kuti vasingaoni vaone, kuti ndisunungure vakamanikidzwa, kuti ndiparidze gore rakanaka raShe.”

Ruka 4:18-19 ile ilgili ücretsiz Okuma Planları ve Teşvik Yazıları