1
Nahumi 1:7
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Jehovha akanaka, utiziro panguva dzokutambudzika. Anochengeta avo vanovimba naye
Karşılaştır
Nahumi 1:7 keşfedin
2
Nahumi 1:3
Jehovha anononoka kutsamwa uye ane simba guru; Jehovha haangasiye ane mhosva asina kurangwa. Nzira yake iri muchamupupuri nedutu, uye makore ndiwo guruva retsoka dzake.
Nahumi 1:3 keşfedin
3
Nahumi 1:2
Jehovha ane godo uye ndiMwari anotsiva; Jehovha anotsiva uye azere nehasha. Jehovha anotsiva kuvavengi vake uye anochengetera vavengi vake hasha dzake.
Nahumi 1:2 keşfedin