1
Hosea 11:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ndakavatungamirira nerwodzi rwounyoro hwomunhu, nezvisungo zvorudo; ndakasimudza joko kubva pamutsipa wavo ndikakotama kuti ndivape zvokudya
Karşılaştır
Hosea 11:4 keşfedin
2
Hosea 11:1
“Israeri paakanga achiri muduku, ndaimuda, uye ndakadana mwanakomana wangu kubva kuIjipiti.
Hosea 11:1 keşfedin