YouVersion Logosu
Kutsal KitapOkuma PlanlarıVideolar
Uygulamayı Yükle
Dil Seçicisi
Arama Simgesi

Dhanieri 5 Popüler Kutsal Kitap Ayetleri

1

Dhanieri 5:23

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Pamusoro pezvo imi masarudza kurwa naIshe wokudenga. Maita kuti midziyo yegoridhe iuyiswe kwamuri ichibva kutemberi, uye imi namakurukota enyu, vakadzi venyu navarongo venyu manwira waini mairi. Marumbidza vamwari vesirivha, vegoridhe, vendarira, vesimbi, vamatanda nevamabwe, vasingagoni kuona, kunzwa kana kunzwisisa. Asi hamuna kukudza Mwari akabata muruoko rwake upenyu hwenyu nenzira dzenyu dzose.

Karşılaştır

Dhanieri 5:23 keşfedin

2

Dhanieri 5:25-28

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

“Izvi ndizvo zvakanyorwa: mene, mene, tekere, ufasini. “Hezvino zvinoreva mashoko aya: “ Mene : Mwari akaverenga mazuva okutonga kwenyu akaagumisa. Tekere : Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka. Peresi : Umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa vaMedhia navaPezhia.”

Karşılaştır

Dhanieri 5:25-28 keşfedin

Önceki Bölüm
Sonraki Bölüm
YouVersion

Her gün Tanrı ile daha derin bir ilişki için sizi cesaretlendiriyor ve bu mücadeleye davet ediyoruz.

Hizmet

Hakkında

Kariyer

Gönüllü Ol

Blog

Basın

Yararlı Bağlantılar

Yardım

Bağışta bulun

Kutsal Kitap Çevirileri

Sesli Kutsal Kitaplar

Kutsal Kitap Dilleri

Günün Ayeti


Dijital Bir Hizmeti

Life.Church
Türkçe

©2026 Life.Church / YouVersion

Gizlilik PolitikasıKoşullar
Güvenlik Açığı Bildirim Programı
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest